News

Makurukota enyika nomwe dzakabudirira kana kuti Group of Seven (G7) vakurudzira Russia kuti itambire zviri kukurudzirwa neAmerica kuti imbomira kurwisana neUkraine. Vari mugungano reG7 vari kusangana ...
Mapurisa nhasi arova zvakaipisisa pamwe nekuvhiringidza musangano weGeneral Council werimwe sangano revadzidzi vemuzvikoro zvepamusoro veZimbabwe National Students Union kana kuti ZINASU uyo wange ...
Gweta raVaSikhala panyaya iyi, VaObey Shava, vatenda kuti nyaya iyi yanzi igodzoka kudare musi waChivabvu 9. Mapepa ari pamberi pedare anoratidza kuti VaSikhala vakatyora chikamu 41 (a) chemutemo ...
Chikwata chemadzimai chemutambo welacrosse cheZimbabwe Heritage chakashura mare kumakwikwi eHeritage Cup 2024 chakashamisa vakawanda vanotevera mutambo uyu mushure mekuguma chiri mukati mezvikwata ...
Kusungwa nekuda kupambwa kwevanhu pamberi pemusangano weSADC uri kuitirwa muHarare kuri kuenderera mberi. Izvi zviri kuuya kunyangwe paine kurudziro kubva kunyika dzakaita seAmerica yekuti hutongo ...
Mamwe mapazi ehurumende yeAmerica atarisana nekumbovharwa mukati memazuva maviri kana mutungamiri wenyika, VaJoe Biden nenhengo dzeparamende dzemapato ose vakatadza kuwirirana panyaya yebhajeti. Pane ...
Ndebele 1800-1830 Monday-FridayIndaba zesiNdebele Embed No media source currently available 0:00 0:29:59 0:00 Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda 128 kbps | MP3 32 kbps | MP3 64 kbps | MP3 Pop-out ...
FIFA yazivisa kuti makwikwi enhabvu yemadzimai yepasi rose, kana kuti FIFA Women’s World Cup egore ra 2027 achaitirwa kunyika yeBrazil. Izvi zvabuda kumusangano wepagore wechimakumi manomwe neina, ...
Mumwe weavo vakabvakachira mapako emuChinhoyi VaShepherd Muzondiwa vanotenda mukuru wekereke yavo akavapa muteuro wekuwana mari pamugodhi wegoridhe wavo zvakaita kuti akwanise kubvakachira mapako ...