News
Makurukota enyika nomwe dzakabudirira kana kuti Group of Seven (G7) vakurudzira Russia kuti itambire zviri kukurudzirwa neAmerica kuti imbomira kurwisana neUkraine. Vari mugungano reG7 vari kusangana ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vanoti vatumira nhumwa kuRussia kunotaura nemutungamiri wenyika iyi, VaVladimir Putin nezve kumbomisa hondo kwemwedzi mumwe chete pakati penyika iyi ...
CHINHOYI — Vashandi vehurumende vanoshandira kumaruwa vanoti havasi kufara nenzvimbo dzavanoshandira, zvivakwa zvavanoshandira, pavanogara pamwe nemidziyo yavanoshandisa. Vashandi vakawanda ...
Washington, D.C. — Dzimwe nyanzvi mune zvehupfumi, vamwe vashandi pamwe nevadzidzi vanoti vanowirirana netsvakiridzo yakaburitswa nesangano reZimbabwe National Chamber of Commerce, ZNCC, yekuti ...
WASHINGTON — Mhirizhonga inonzi iri kuramba ichienderera mberi kuMozambique pamberi pekugadzwa kwaVaDaniel Chapo semutungamiri wenyika mangwana. Rimwe sangano rinoongorora mafambisirwo esarudzo ...
Harare — Vakawanda munyika vanoti 2024 igore range risina kumira zvakanaka sezvo bato reZanu PF raitonga nedemo ukuwo bato guru rinopikisa reCitizens Coalition for Change (CCC) rakaparara mushure ...
Washington, DC — Vaimbove mutevedzeri wemutungamiri wenyika, VaPhelekezela Mphoko, vakapiwa ruremekedzo rwegamba renyika semucherechedzo webasa guru ravakabata mukusunungurwa kwenyika pamwe nekunge ...
Dare reSenate rapasisa bhiri rinoona nezvemashandiro emasangano akazvimirira oga kana kuti Private Voluntary Organization- PVO Bill nhasi. Bhiri iri rinonzi rangotambirwa nedare iri pasina kana ...
Mutauriri wemapurisa Commissioner Paul Nyathi vanoti mapurisa achiri kutsvaga mbavha dzakaba mari inosvika mamiriyoni mana kana kuti us$4 million mubhanga reEcobank muBulawayo nezuro. Commissioner ...
Hurumende yeAmerica yaisa mari inokwana madhora zviuru zana zvine makumi mashanu emari yekuAmerica ($150 000), kuti ibatsire kanzuru yeHarare kuchenesa mvura inonwiwa nevagari. Danho iri ratambirwa ...
Mwanakomana wevaimbova mutungamiri nyika mushakabvu Robert Mugabe, Chatunga Bellarmine asungwa nhasi kuBeitbrdge achipomerwa mhosva yekurova mupurisa paroad block. Ari kunzi nebepanhau reNewsday ...
Mumiriri weGlen View North mudare reparamende VaHappymore “Cde Bvondo” Chidziva vanova nhengo yechikwata chebato rinopikisa reCitizens Coalition Changechinotungamirira naVaWelshman Ncube naVaSengezo ...
Some results have been hidden because they may be inaccessible to you
Show inaccessible results