Mutungamiri wenyika yeAmerica VaJoe Biden nhasi vataura kunyika yavo nezvedanho ravo rekuregedza kukwikwidza musarudzo yemutungamiri wenyika ichaitwa muna Mbudzi gore rino vakamirira bato ...
Vaimbove nhengo yeparamende vachimiririra Binga North VaPrince Dubeko Sibanda, vakasungwa nemapurisa pamuganhu weSouth Africa neZimbabwe nemusi weMugovera vamiswa pamberi pedare nhasi. Vakasungwa ...
Musangano wakanangana nekusimudzira zvirongwa zvemhando dzemoto muAfrica, wePowering Africa Summit, watanga muWashington DC uchiunganidza makurukota nevatungamiri vemapazi ezvemhando dzemoto nemari ...
Chimwe chizvare cheZimbabwe chinoshanda nesangano rePangea Zimbabwe, iro rinoshanda munyika dzinosanganisira Malawi neTanzania, VaJoseph Njowa, vanoti vadzidza zvakawanda zvavachanopakurirawo vamwe ...
Mahofisi ekambani egwata rinozivikanwa munyika, VaGoodwills Masimirembwa, avo vanova sachigaro weZanu PF mudunhu reHarare akabhombwa nemusi weSvondo mangwanani nevanhu vasati vave kuzikanwa kuti ...
Zanu-PF yatangazve kuita misangano ichiti mutungamiri webato iri nenyika 7 VaEmmerson Mnangagwa varambe vachitungamira kunyangwe bumbiro remitemo richiti vanofanira kusiya basa muna 2028. Nyaya iyi ...
Mumhanyi wekuBotswana, Letsile Tebogo ndiye akunda mumakwikwi e200 mmeters Olympics. Tebogo ndiye mumhanyi wekutanga muAfrica kutora menduru yegoridhe mumakwikwi aya kubva zvaaparurwa muna 1900.
Mukuru weboka rinoona nezvekudzivirirwa kwenjodzi munyika, reCivil Protection Unit (CPU), VaNathan Nkomo, vakurudzira bazi rezvemari kuti ripe CPU mamiriyoni mazana maviri nemakumi mashanu emadhora ...
Vatungamiri venyika dziri mugungano reSADC nevari mugungano renyika dzeEast Africa Community kana kuti EAC vari kusangana muTanzania musi weChishanu neSvondo kuti vazeye nyaya yehondo iri muDRC.
Muchikamu chedu chatinotarisa zviri kuitwa nevana veZimbabwe vari kunze kwenyika, nhasi tine hurukuro naVaBothwell Takuva vanobva muWard 29 kwaChivi, mudunhu reMasvingo. VaTakuva vave kugara ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vari kutarisirwa mangwana kuita musangano nemutungamiri wenyika yeUkraine vaVolodymyr Zelensky kumuzinda wavo weWhite House muWashington DC. VaTrump vanoti ...
Zvichitevera kuziviswa kwaitwa nemutungamiri weAmerica, VaJoe Biden, kuti vari kutsigira mutewedzeri wavo, Amai Kamala Harris kuti vatore chinzvimbo chavo mumakwikwi ekurwira chigaro chemutungamiri ...